Purogiramu Yevhiki yaJune 29
VHIKI INOTANGA NAJUNE 29
Rwiyo 9 Nemunyengetero
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cl chits. 26 ¶18-23, bhokisi riri pap. 269 (30 min.)
Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: 1 Madzimambo 3-6 (8 min.)
Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)
Musangano Webasa:
Dingindira Remwedzi Uno: “Yeukai mazuva ekare.”—Dheut. 32:7.
15 min: Zvatichapa Vanhu Muna July. Kukurukurirana. Taurai zviri muzvinyorwa zvatichapa vanhu, uye ivai nemuenzaniso wemuparidzi ari kubatsira munhu mutsva kugadzirira mharidzo.
15 min: Batsirwa neBhuku Regore ra2015. Kukurukurirana. Dzokororai muchidimbu “Tsamba Inobva kuDare Rinodzora.” Kumbirai vateereri kuti vataure zvavakafarira zviri pamushumo wepasi rose. Kurudzirai vose kuti vaverenge bhuku racho rose.
Rwiyo 108 Nemunyengetero