RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/14 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 1
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 1
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 8/14 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaSeptember 1

VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 1

Rwiyo 46 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 12 ¶9-15 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Numeri 17-21 (10 min.)

Nha. 1: Numeri 17:1-13 (4 min. zvichidzika)

Nha. 2: Maziviro Atingaita Kuti Dhiyabhorosi Aripo Zvechokwadi—rs p. 335 ¶1–p. 336 ¶1 (5 min.)

Nha. 3: Kutaura Nendimi Uchapupu Hwechokwadi Hwokufarirwa naMwari Here?—td 16D (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 98

10 min: Govera Magazini Muna September. Kukurukurirana. Tangai nokuenzanisira kuti magazini acho angagoverwa sei muchishandisa mharidzo dzokuenzanisira dziri papeji ino. Zvadaro, ongororai mharidzo dzacho dzokuenzanisira kubva padzinotangira kusvika padzinoperera.

10 min: Takaitei? Kukurukurirana. Kumbirai vaparidzi kuti vataure kuti vakabatsirwa sei nokushandisa mazano ari munyaya inoti “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kutaura nezveUmambo Tiine Chivimbo.” Vakumbirei kuti vataure zvipingamupinyi zvavakasangana nazvo pavaitaura nezveUmambo. Vakakurira sei zvipingamupinyi zvacho?

10 min: Zvatakaita Pamushandirapamwe Unokosha. Hurukuro inopiwa nemutariri webasa. Taurai pfungwa huru dziri muUshumiri huno dzine chokuita nekuramba tichizivisa Umambo. Ungano yakatsigira zvakadini pashure pekukurudzirwa kuzivisa Umambo? Ndezvipi zvimwe zvakaitwa neungano pamushandirapamwe wekugovera turakiti rejw.org?

Rwiyo 45 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe