RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/14 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 25
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAUGUST 25
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 8/14 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaAugust 25

VHIKI INOTANGA NAAUGUST 25

Rwiyo 112 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 12 ¶1-8 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Numeri 14-16 (10 min.)

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 96

5 min: Zvakaitika Mundima Yenyu. Enzanisirai chinoitika chimwe chete kana zviviri semaitikiro azvakaita, muparidzi achitaura nezveUmambo aine chivimbo. Kurukurai muchidimbu rugwaro rwaVaHebheru 6:11, 12 muchisimbisa zvakanakira kushanda nesimba pakuzivisa Umambo.

10 min: Kutsanangura Umambo—Chikamu 1. Hurukuro inopiwa nomukuru kubva mubhuku reChikoro Choushumiri peji 280, ndima 1-4.

15 min: Kutsanangura Umambo—Chikamu 2. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 280, ndima 5, kusvika kupeji 281, ndima 1. Ivai nemuenzaniso, muparidzi achibatsira munhu kunzwisisa kuti Umambo ihurumende chaiyo.

Rwiyo 101 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe