RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/14 p. 6
  • Purogiramu Yevhiki yaApril 28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaApril 28
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAPRIL 28
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 4/14 p. 6

Purogiramu Yevhiki yaApril 28

VHIKI INOTANGA NAAPRIL 28

Rwiyo 35 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 6 ¶9-15 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Eksodho 19-22 (10 min.)

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 113

5 min: Tanga Chidzidzo cheBhaibheri paMugovera Wokutanga. Hurukuro. Taurai urongwa hweungano hwebasa remumunda paMugovera wokutanga muna May, uye kurudzirai vose kutanga zvidzidzo paMugovera wokutanga. Ivai nemuenzaniso mupfupi muchishandisa mharidzo yokuenzanisira iri papeji 8.

15 min: “Maturakiti Matsva Akagadzirwa Zvakanaka Chaizvo!” Mibvunzo nemhinduro. Ivai nemuenzaniso une zvikamu zviviri unoratidza kugovera kwatingaita maturakiti matsva paimba neimba uye kuti tingazopfuudzira sei kukurukurirana patinodzokera kumunhu anenge afarira.

10 min: “Vhidhiyo Itsva Yokutangisa Zvidzidzo zveBhaibheri.” Hurukuro. Ratidzai vateereri vhidhiyo kana kuti ridzai mashoko acho akarekodhwa. Kumbirai vateereri kuti vataure kuti vhidhiyo yacho ingashandiswawo sei.

Rwiyo 75 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe