RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/13 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 25
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 25
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 11/13 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaNovember 25

VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 25

Rwiyo 122 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jl Zvidzidzo 11-13 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Jakobho 1-5 (10 min.)

Nha. 1: Jakobho 1:22–2:13 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Kuva Nerudo Kunoita Sei Kuti Tisatya?—1 Joh 4:16-18 (5 min.)

Nha. 3: Sei Kungoverenga Bhaibheri Kusina Kukwana—rs p. 57 ¶1-2 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 95

10 min: Mazano Okugovera Magazini Muna December. Kukurukurirana. Kwemasekonzi 30 kusvika kuminiti imwe chete taurai kuti zvii zvichaita kuti magazini acho afarirwe nevanhu mundima yenyu. Zvadaro, muchishandisa nyaya iri pakavha yeNharireyomurindi, kumbirai vateereri kuti vataure mubvunzo wavangabvunza uchaita kuti vanhu vafarire uye rugwaro rwavangaverenga. Itai zvimwe chetezvo neAwake!, uye kana nguva ichiripo, shandisai imwewo nyaya iri mune imwe yemagazini acho. Enzanisirai kuti magazini imwe neimwe ingagoverwa sei. Kurukuraiwo mharidzo yokuenzanisira yeturakiti raMashoko oUmambo Nhamba 38.

10 min: Unofanira Kupindura Sei? Hurukuro inobva mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 69 ndima 1 kusvika kupeji 70 ndima 1. Ivai nemuenzaniso wemuparidzi ari kubatsira mudzidzi weBhaibheri ari kufanira kuita chisarudzo. Mudzidzi wacho anobvunza kuti, “Kudai murimi maizoita sei?”

10 min: “Nyaya Dzinotibatsira Muushumiri.” Mibvunzo nemhinduro. Muchishandisa chikamu chenyaya yakapedzisira kubuda pane dzakanzi “Kukurukura Nemuvakidzani,” ivai nemuenzaniso mupfupi muchitevedzera zano riri mundima 3.

Rwiyo 45 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe