RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/13 p. 2
  • “Ndakushanyirai Kuti . . . ”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Ndakushanyirai Kuti . . . ”
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Mashoko Akafanana
  • Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kugadzirira Mashoko Ekusuma
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kupa Vanhu Bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei?
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 11/13 p. 2

“Ndakushanyirai Kuti . . . ”

Vanasaimba pavanovhura suo voona takamira panze, vanganetseka kuti tiri vanaani uye tiri kudei. Tingatii patinotanga kutaura navo kuitira kuti vasanetseka? Kana vapedza kukwazisa saimba, vamwe vaparidzi vanoshandisa shoko rinoratidza chikonzero nei vashanya. Somuenzaniso, vangati: “Vanhu vakawanda vari kunetseka nenyaya dzekuparwa kwemhosva, saka tiri kushanya kuti tikurukure nezvazvo. Munofunga kuti . . . ” kana kuti vangati “Ndakushanyirai kuti tizokurukura Bhaibheri pasina mubhadharo.” Kana mukatanga maudza saimba kuti nei mamushanyira, zvingaita kuti afarire kuteerera mashoko enyu.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe