RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/13 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 26
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAUGUST 26
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 8/13 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaAugust 26

VHIKI INOTANGA NAAUGUST 26

Rwiyo 63 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 13 ¶14-19 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: VaRoma 13-16 (10 min.)

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 11

10 min: “Simbisai Kutanga Zvidzidzo zveBhaibheri paMugovera Wokutanga.” Hurukuro. Kana mapedza hurukuro, enzanisirai kuti chidzidzo cheBhaibheri chingatangwa sei musi woMugovera wokutanga muna September. Kurudzirai vose kuti vaedze kutanga zvidzidzo.

10 min: Nzira Dzokuparidza Nadzo Mashoko Akanaka—Ndima Yeboka uye Ndima Yako. Kukurukurirana kubva mubhuku raTakarongwa, peji 102, ndima 3, kusvika papeji 104 ndima 1. Bvunzurudzai mutariri wendima nezvourongwa hwokukumbira uye hwokushanda ndima yeungano yenyu.

10 min: Chinoita Kuti Tisava Vaprofita Venhema. Kukurukurirana kubva mubhuku raKukurukurirana, peji 404 ndima 3 kusvika kupeji 406 ndima 1. Ivai nemuenzaniso mumwe chete muchishandisa mazano ari papeji 405 ne406.

Rwiyo 116 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe