RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/13 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 1
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 1
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 6/13 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaJuly 1

VHIKI INOTANGA NAJULY 1

Rwiyo 69 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 11 ¶9-14 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mabasa 11-14 (10 min.)

Nha. 1: Mabasa 11:1-18 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Chibayiro Chinofanira Kutiita Kuti Tirarame Sei?—rs p. 304 ¶4-6 (5 min.)

Nha. 3: Shamwari Dzako Ndivanaani?—Pis. 119:63 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 70

10 min: Mazano Okugovera Magazini Muna July. Kukurukurirana. Kwemasekonzi 30 kusvika kuminiti imwe chete taurai kuti zvii zvichaita kuti magazini acho afarirwe nevanhu mundima yenyu. Zvadaro, muchishandisa nyaya iri pakavha yeNharireyomurindi, kumbirai vateereri kuti vataure mubvunzo nerugwaro rwavachaverenga zvichaita kuti vanhu vafarire. Itai zvimwe chetezvo neAwake!, uye kana nguva ichiripo, shandisai imwewo nyaya iri mune imwe yemagazini acho. Enzanisirai kuti magazini imwe neimwe ingagoverwa sei.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Itai kuti Ruka 12:16-31 iverengwe. Kurukurai kuti nyaya iyi ingatibatsira sei muushumiri.

Rwiyo 35 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe