Zviziviso
◼ Zvichagoverwa muna June: Shandisai maturakiti anotevera: Farikanya Upenyu Hwemhuri, Ndiani Zvomenemene Anobata Ushe Nyika?, Chikonzero Nei Uchigona Kuvimba neBhaibheri, uye Ungada Here Kuziva Chokwadi? Kana munhu akaratidza kufarira, ratidzai kuti chidzidzo cheBhaibheri chinoitwa sei muchishandisa bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei? kana kuti bhurocha raTeerera Mwari kana raTeerera Mwari Urarame Nokusingaperi. July naAugust: Bhurocha raMashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!