RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/13 p. 8
  • Purogiramu Yevhiki yaMay 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMay 6
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMAY 6
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 4/13 p. 8

Purogiramu Yevhiki yaMay 6

VHIKI INOTANGA NAMAY 6

Rwiyo 26 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 9 ¶1-7 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Johani 1-4 (10 min.)

Nha. 1: Johani 3:22-36 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: ‘Kufamba Maererano Nomudzimu’ Kunonyatsorevei?—VaG. 5:16 (5 min.)

Nha. 3: Rufu rwaJesu Kristu Rwakasiyana Sei Nerwevamwe Vakafira Kutenda?—rs p. 299 ¶1-4 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 57

10 min: Mazano Okugovera Magazini Muna May. Kukurukurirana. Kwemasekonzi 30 kusvika kuminiti imwe chete taurai kuti zvii zvichaita kuti magazini acho afarirwe nevanhu mundima yenyu. Zvadaro, muchishandisa nyaya iri pakavha yeNharireyomurindi, kumbirai vateereri kuti vataure mubvunzo nerugwaro rwavachaverenga zvichaita kuti vanhu vafarire. Itai zvimwe chetezvo neAwake!, uye kana nguva ichiripo, shandisai imwewo nyaya iri mune imwe yemagazini acho. Enzanisirai kuti magazini imwe neimwe ingagoverwa sei.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Kana Jehovha Asingavaki Imba, Vavaki Vayo Vanoshanda Zvakaoma Vachishandira Pasina. (Pis. 127:1) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2013, peji 149, ndima 1 kusvika, kupeji 151 ndima 1. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.

Rwiyo 47 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe