RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/12 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaJune 25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJune 25
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJUNE 25
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 6/12 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaJune 25

VHIKI INOTANGA NAJUNE 25

Rwiyo 63 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt chits. 22 ¶15-21 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Ezekieri 1-5 (10 min.)

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 59

10 min: Zviziviso. Shandisai mharidzo yokuenzanisira iri papeji 4 pakuenzanisira kuti chidzidzo cheBhaibheri chingatangwa sei musi woMugovera wokutanga muna July muchishandisa magazini.

15 min: Shandisa Nguva Yako Nokuchenjera Paunenge Uri Muushumiri. (VaEf. 5:15, 16) Kukurukurirana muchishandisa mibvunzo inotevera. (1) Tingashandisa sei nguva yedu nokuchenjera: (a) patinenge tichiitisa musangano webasa romumunda? (b) kana musangano webasa romumunda wapera? (c) kana tichida kuenda kunoona vanofarira vanenge vachigara kure nakure? (2) Kuita zvinotevera kungatibatsira sei kuti tisapambadza nguva: (a) kuenda kumusangano webasa romumunda tatodya kana zvichiita? (b) munhu wose akakurumidza kusvika pamusangano webasa romumunda? (c) kunyatsoteerera vanhu pavanenge vava kugovewa izvo zvichaita kuti vanhu vasazotanga zvekare kugovewa pashure pemusangano webasa romumunda? (d) kuziva kuti uchashanda ndima ipi usati waenda?

10 min: Mabhuku Achagoverwa Muna July. Kukurukurirana. Taurai zviri mumabhuku achagoverwa uye itai kuti mharidzo imwe kana mbiri dzienzanisirwe.

Rwiyo 29 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe