Purogiramu Yevhiki yaMay 7
VHIKI INOTANGA NAMAY 7
Rwiyo 120 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt-CA chits. 20 ¶8-15, bhokisi riri pap. 161 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Jeremiya 35-38 (10 min.)
Nha. 1: Jeremiya 36:14-26 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Mariya Akazongoramba Ari Mhandara Here?—rs-CA p. 204 ¶2–p. 205 ¶1 (5 min.)
Nha. 3: Zvatinoita Zvinogona Kufadza Kana Kugumbura Mwari Here?—Vat. 2:11-18 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
20 min: Wakambozviedza Here? Kukurukurirana. Muchipa iri hurukuro, dzokororai mashoko ari munyaya idzi dzakabuda muUshumiri Hwedu hwoUmambo munguva pfupi yakapfuura: “Usazeza Kuparidza” (km-CA 10/11), “Kanda Zvibhakera Zvako Nokuchenjera,” uye “Paridzira ‘Vanhu Vemarudzi Ose’” (km-CA 1/12). Kumbirai vateereri vataurewo kuti vakaedza sei kushandisa mazano ari munyaya idzi uye kuti vakabatsirwa sei.
10 min: Zvomuungano yenyu.
Rwiyo 14 Nemunyengetero