RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/10 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 1
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 1
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 10/10 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaNovember 1

VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 1

Rwiyo 22

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 12 ¶15-21, bhokisi riri papeji 127

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Makoronike 16-20

Nha. 1: 1 Makoronike 17:1-10

Nha. 2: Zvimwe Zvitendero Hazviomereriwo Pane Zviri muBhaibheri Here? (rs-CA p. 417 ¶3)

Nha. 3: Mashoko Ari muMagwaro Anonyevera vaKristu Vechokwadi Nezvezvinhu Zvavanofanira Kutiza

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 115

5 min: Zviziviso.

10 min: Tinotsungirira Miedzo Yakasiyana-siyana. Hurukuro inobva mubhuku raTakarongwa, peji 176, ndima 2 kusvika papeji 178, ndima 2. Bvunzai muchidimbu muparidzi mumwe chete kuti chii chinomubatsira kuramba achishingaira muushumiri pasinei nezvinetso zvikuru zveutano.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Gadzirira Kugovera Magazini Muna November. Kukurukurirana. Taurai kweminiti imwe kana maviri zviri mumagazini acho. Madaro, sarudzai nyaya mbiri kana nhatu uye kumbirai vateereri kuti vataure mibvunzo nemagwaro zvingashandiswa mumharidzo. Enzanisirai kugoverwa kungaitwa magazini imwe neimwe.

Rwiyo 3

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe