RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/10 p. 4
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 10/10 p. 4

Zviziviso

◼ Zvichagoverwa muna October: Magazini eNharireyomurindi neMukai! Kana munhu akaratidza kuti anofarira mashoko edu, mugovere turakiti raUngada Here Kuziva Chokwadi? wobva waedza kutanga chidzidzo cheBhaibheri. November: Bhaibheri—Rinombotaura Nezvei? Mune dzimwe nyika, zvingava zvakanaka kuti pavanenge vachigovera bhurocha idzva iri vabve vagovera mabhurocha aya: A Book For All People, A Satisfying Life—How to Attain It, Our Problems—Who Will Help Us Solve Them?, Midzimu Yevakafa—Inogona Kukubetsera Here Kana Kuti Kukukuvadza? Ko Iyo Iriko Chaizvoizvo Here?, Mugwagwa Unoenda Kuupenyu Husingaperi—Wakauwana Here?, uye rokuti Will There Ever Be A World Without War? December: Munhu Mukurusa Ati Amborarama. Kana pane vana mumhuri yacho, goverai bhuku raDzidza Kumudzidzisi Mukuru. January 2011: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Kana vanasaimba vachitova nebhuku racho, vaparidzi vangagovera chero bhuku rine mapeji 192 rakadhindwa papepa rinochinja ruvara kana kuti chero bhuku rakabudiswa 1995 asati asvika.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe