RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/10 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 18

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 18
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 18
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 10/10 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaOctober 18

VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 18

Rwiyo 45

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 12 ¶1-7

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Makoronike 8-11

Nha. 1: 1 Makoronike 11:1-14

Nha. 2: Mudzimu Nomwenga Zvinoti “Uya” Sei? (Zvak. 22:17)

Nha. 3: Zvapupu zvaJehovha Zvinotenda Kuti Chitendero Chavo Ndicho Chete Chakarurama Here? (rs-CA p. 417 ¶1-2)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 65

5 min: Zviziviso.

10 min: Zvakakoshera Kutarisana Nevateereri Muushumiri. Kukurukurirana mashoko ari mubhuku reChikoro Choushumiri papeji 124, ndima 1 kusvika kupeji 125, ndima 4.

20 min: “Bhurocha Idzva Richagoverwa!” Mibvunzo nemhinduro. Pamuchakurukura ndima 1, taurai muchidimbu pfungwa huru dziri mubhurocha racho. Makurukura ndima 2 ne3, enzanisirai mharidzo dzacho. Makurukura ndima 4, enzanisirai kuti mungatanga sei chidzidzo cheBhaibheri pamunenge muchishanyazve.

Rwiyo 114

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe