Purogiramu Yevhiki yaOctober 4
VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 4
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cf-CA chits. 11 ¶8-14
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: 1 Makoronike 1-4
Nha. 1:1 Makoronike 1:1-27
Nha. 2:Zvinorehwa Nokuita Kuti Pave Norugare (1 Pet. 3:10-12)
Nha. 3:Zvapupu zvaJehovha Chitendero chokuAmerica Here Uye Mari Yebasa Razvo Inobva Kupi? (rs-CA p. 414 ¶5–p. 415 ¶3)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Nei Tichishuma Basa Redu Romumunda. Hurukuro inopiwa nomunyori kubva muna Takarongwa, papeji 88, ndima 1 kusvika kupeji 90 ndima 1.
10 min: Zvomuungano yenyu.
10 min: Itai Kuti Vanhu Vave Vadzidzi, Muchivadzidzisa. (Mat. 28:19, 20) Kukurukurirana muchishandisa Yearbook ya2010, papeji 8, ndima 3 kusvika papeji 10 ndima 2. Mapedza kukurukura muenzaniso mumwe nomumwe kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zviripo.