RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/09 p. 4
  • Purogiramu Yomusangano Webasa waJuly 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yomusangano Webasa waJuly 6
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 6
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 6/09 p. 4

Purogiramu Yomusangano Webasa waJuly 6

VHIKI INOTANGA NAJULY 6

Rwiyo 109

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 7 ¶1-9, mabhokisi ari pamap. 76, 78

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Revhitiko 17-20

Nha. 1: Revhitiko 19:1-18

Nha. 2: Tose Taimbova Kunyikadzimu Tisati Taberekwa Here? (rs-CA p. 68 ¶4–p. 69 ¶4)

Nha. 3: Usambofa Wakava Mbavha! (lr-CA chits. 24)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 13

5 min: Zviziviso.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Bvunzai vakuru veungano kana kuti vashumiri vanoshumira vaviri kana vatatu. Chii chakaita kuti vavavarire kuita basa iri rakanaka? (1 Tim. 3:1-9) Vakakurudzirwa uye vakabatsirwa sei nevamwe? Vakakomborerwa sei?

10 min: Kubatsira Vamwe Kuisa Umambo Pakutanga. Hurukuro inotorwa pamashoko ari pakamusoro kari papeji 281 mubhuku reChikoro Choushumiri.

Rwiyo 43

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe