RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/09 p. 4
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 6/09 p. 4

Zviziviso

◼ Zvichagoverwa muna June: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Kana vanasaimba vachitova nebhuku racho, vaparidzi vangagovera chero bhuku rine mapeji 192 rakadhindwa papepa rinochinja ruvara kana kuti rakabudiswa 1992 asati asvika. July naAugust: Vaparidzi vangashandisa chero bhurocha rine mapeji 32 riripo. September: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Pose pazvinenge zvichiita, vaparidzi pavanoshanya kekutanga, vakagovera bhuku iri, vachaedza kutanga zvidzidzo zveBhaibheri. Ratidzai kuti vanasaimba vangabatsirwa sei naro nokuenzanisira muchidimbu chidzidzo cheBhaibheri.

◼ August zvaaine kupera kwevhiki kushanu, ungava mwedzi wakanaka chaizvo wokuita upiyona hwebetsero kunyanya kana usiri kupinda gungano reruwa mwedzi iwoyo.

◼ Vaparidzi vanoda kuva mapiyona ebetsero mumwedzi iri mberi vanofanira kukurumidza kuendesa mafomu avo. Izvi zvichabatsira vakuru kuita urongwa hunodiwa hwebasa romumunda uye kuva nemagazini nemabhuku zvakakwana zvokushandisa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe