RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/09 p. 3
  • Purogiramu Yomusangano Webasa waJune 29

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yomusangano Webasa waJune 29
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJUNE 29
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 6/09 p. 3

Purogiramu Yomusangano Webasa waJune 29

VHIKI INOTANGA NAJUNE 29

Rwiyo 124

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 6 ¶16-23

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Revhitiko 14-16

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 81

5 min: Zviziviso.

10 min: Kutarisika Zvakanaka—Nei Kuchikosha. Kukurukura nevateereri mashoko ari mubhuku reChikoro Choushumiri, mapeji 131-134.

10 min: Sarudza Nyaya dzeBhaibheri Dzokukurukura ne“Vanhu Vemarudzi Ose” (1 VaK. 9:22) Kukurukura nevateereri. Pamunenge muchikurukura mibvunzo iri pasi apa, vateereri vangatsanangura zvakaitika kwavari. Inyaya dzipi dzamakaona dzichifadza vemazera akasiyana-siyana, varume kana kuti vakadzi, kana kuti vezvimwe zvitendero? Tingashandisa sei bhuku raKurangarira kusarudza nyaya dzingafadza vanhu vakasiyana-siyana? Tingachinja sei kana munhu achifarira nyaya yakasiyana neyatinenge taronga kukurukura?

10 min: Zvichagoverwa muna July naAugust. Ongororai mabhuku achagoverwa. Enzanisirai mharidzo mbiri kana nhatu dzingabudirira mundima yenyu.

Rwiyo 215

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe