Purogiramu Yomusangano Webasa waJune 22
VHIKI INOTANGA NAJUNE 22
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
lv-CA chits. 6 ¶10-15, bhokisi riri pap. 67
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Revhitiko 10-13
Nha. 1: Revhitiko 11:29-45
Nha. 2: Chinoita Kuti Vanhu Varware (lr-CA chits. 23)
Nha. 3: Zvikomborero Zvinowanika Nevadzidzi Vakabhabhatidzwa
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Batsira Vateereri Vako Kunzwisisa Musiyano Uripo. Kukurukura nevateereri mashoko ari mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 57, ndima 3, kusvika kupeji 58, ndima 3.
10 min: Gadzirira kugovera Nharireyomurindi yaJuly 1 uye Awake! yaJuly. Mambotaura muchidimbu zviri mumagazini acho, kumbirai vateereri kuti vataure kuti inyaya dzipi dzavakaronga kuzoshandisa uye kuti nei. Mibvunzo ipi uye magwaro api zvavachaedza kushandisa pakusuma nyaya dzacho? Enzanisirai kusuma kwamungaita magazini imwe neimwe.
10 min: Zvaungaita Kuti Ukurukure Nevanenge Vachiramba Zvechitendero. Kukurukura nevateereri mashoko ari mubhuku raKurangarira, peji 318, ndima 1, kusvika kupeji 320, ndima 4. Itai kuti zano rimwe kana maviri aenzanisirwe.