Purogiramu Yevhiki yaMarch 2
VHIKI INOTANGA NAMARCH 2
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
lv-CA chits. 1 ¶10-18, bhokisi riri papeji 13
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 36-39
Nha. 1: Genesisi 39:1-16
Nha. 2: Vamwe Vakuru Kwatiri (lr-CA chits. 8)
Nha. 3: Umambo hwaMwari Ndihwo Chete Huchazadzisa Zvido Zvevanhu (rs-CA p. 85 ¶5–p. 86 ¶2)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Kuzivisa Zita raMwari. Hurukuro inopiwa nechido inobva mubhuku reChikoro Choushumiri, mapeji 273-274.
10 min: Kupindura Mibvunzo Pamusoro Pokuwedzerwa Ropa. Hurukuro uye kukurukurirana nevateereri kubva mubhuku rinonzi Kurangarira, mapeji 303-5. Kumbira piyona kuti aenzanisire kushandisa kwaangaita bhuku raKurangarira kupindura mubvunzo wasaimba une chokuita neropa.
10 min: Bhuku Rinogoverwa Muna March. Taura muchidimbu zviri mubhuku racho. Bvunza vateereri kuti mubvunzo upi norugwaro zvavakaronga kushandisa pakugovera bhuku racho. Ita kuti mharidzo imwe chete kana mbiri dzienzanisirwe.