RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/09 p. 4
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 2/09 p. 4

Zviziviso

◼ February: Govera rimwe remabhuku anotevera, kana aripo, Is There a Creator Who Cares About You?, Chakavanzika Chomufarwa Wemhuri, kana kuti Bhaibheri​​—⁠⁠iShoko raMwari Here Kana Kuti Romunhu? March: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Edza nepaunogona napo kutanga kudzidza Bhaibheri nevanhu. April naMay: Nharireyomurindi neAwake! Paunodzokera kunoona vanhu vanenge vakambofarira, kusanganisira vaya vanopinda Chirangaridzo nemimwe misangano asi vasingawadzani neungano, edza kuvagovera bhuku rinonzi Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Unofanira kuva nechinangwa chokutanga kudzidza navo Bhaibheri uchishandisa bhuku iroro.

◼ Hurukuro chaiyo yomwaka weChirangaridzo cha2009 ichava nomusoro unoti “Mwari Anogamuchira Zvitendero Zvose Here?” Ona chiziviso chinoenderana nacho muUshumiri Hwedu hwoUmambo hwaSeptember 2008.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe