RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/09 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 19
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJANUARY 19
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 1/09 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaJanuary 19

VHIKI INOTANGA NAJANUARY 19

Rwiyo 126

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jd-CA chits. 13 ¶7-​14

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 11-​16

Nha. 1: Genesisi 14:​1-​16

Nha. 2: Uyo Akasika Zvinhu Zvose (lr-CA chits. 3)

Nha. 3: Jehovha Anotiumba Sei? (Isa. 64:⁠8)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 90

5 min: Zviziviso zveungano. Zviziviso zvinosarudzwa pane zviri muUshumiri Hwedu hwoUmambo.

10 min: Itya Mwari Wechokwadi Uchengete Mirayiro Yake. Hurukuro inopiwa nechido nomukuru kubva mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 272 kusvika kupeji 273, ndima 1.

10 min: Mabhuku Achagoverwa Muna February. Taura muchidimbu zviri mumabhuku achagoverwa, uye ita kuti mharidzo imwe chete kana mbiri dzienzanisirwe.

10 min: “Rambai Muri Murudo rwaMwari.”a Taura zvinhu zvinokosha zviri mubhuku racho. Kurudzira vose kuti vapinde misangano nguva dzose uye kuti vapindure vakasununguka.

Rwiyo 133

[Mashoko omuzasi]

a Taura mashoko okusuma kweisingapfuuri miniti imwe chete, wobva wakurukura nemibvunzo nemhinduro.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe