RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/04 p. 5
  • Kudzokorora Gungano Redunhu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kudzokorora Gungano Redunhu
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • MASIKATI EZUVA RECHIPIRI
  • Kudzokorora Zuva Regungano Chairo
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Urongwa Hutsva Hwokudzokorora Purogiramu Dzemagungano
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Purogiramu Itsva yeGungano Redunhu
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Kudzokorora Gungano Redunhu
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2005
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
km 8/04 p. 5

Kudzokorora Gungano Redunhu

Mashoko aya achashandiswa kufanoona uye kudzokorora purogiramu yegungano redunhu regore rebasa ra2005. Nyaya inoti “Urongwa Hutsva Hwokudzokorora Purogiramu Dzemagungano,” iri papeji 4 yewedzero ino, inotsanangura kuti izvi zvichaitwa sei. Pakudzokorora kwacho, ronga nguva kuitira kuti ikodzere chikamu chimwe nechimwe kuti mibvunzo yose ibvunzwe. Kudzokorora kwacho kunofanira kuratidza mashandisiro atingaita mashoko akapiwa.

MANGWANANI EZUVA ROKUTANGA

1. Chii chichatibatsira kuwana uchenjeri hwaMwari?

2. Vanhu vomudunhu vakaitei kuti vaudze vanhu vakawanda mashoko akanaka?

MASIKATI EZUVA ROKUTANGA

3. Nei zvichikosha kuti vaKristu varambe vasina kusvibiswa mupfungwa? Izvi zvinoda kuti tiitei?

4. Tingaratidza sei kuti tine rugare nehama dzedu?

5. Kunzwisisa kudini, uye tingakuratidza sei mumashandisiro atinoita nguva yedu?

6. Tinodzidzei mumuenzaniso waSauro naNoa? Munzira dzipi matingaratidza kuti ti“noda kuteerera”? (Jak. 3:17)

7. VaKristu vangadzivisa sei kurarama upenyu huviri?

8. Tingatevedzera sei muenzaniso waPauro pakutaura uchenjeri hwaMwari?

MANGWANANI EZUVA RECHIPIRI

9. Nei tichifanira kungwarira pakusarudza zvinhu zvatinoita, uye chii chichatibatsira kuita izvozvo?

10. Vanhu vari mudunhu vari kuitei kuti vapinde misangano nguva dzose, uye vave vachibatsirwa sei nokuita kudaro?

11. Misoro yemhuri ingakurudzira sei mhuri dzayo?

12. Ndezvipi zvinodiwa zvedunhu zvatakaudzwa?

MASIKATI EZUVA RECHIPIRI

13. Sezvakataurwa muhurukuro yavose, mabasa api akarurama akaitwa nouchenjeri hunobva kumusoro?

14. Nei huri upenzi kuzvivimba kana kuti kuvimba nevaya vasingatungamirirwi nouchenjeri hwaMwari? Tinofanira kungwarira muzvinhu zvipi?

15. Uchenjeri hwaMwari hunotidzivirira pamisungo ipi?

16. Nei zvichikosha kuti tishandise mazano akapiwa papurogiramu yegungano redunhu?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe