Indekisi yeMisoro yeNharireyomurindi Ya1996
Inoratidzira musi wechinyorwa umo nyaya inowanika
BHAIBHERI
Kurwira Bhaibheri reSpanish, 6/1
Ngano yaMafashamo Inotsigira Nhoroondo yeBhaibheri, 9/15
DZAKASIYANA-SIYANA
Apo Ngwavaira Dzomusikirwo Dzinorova, 12/1
Aporo—Muzivisi Aitaura Zvakanaka Wezvokwadi yechiKristu, 10/1
Akwira naPriska—Varoorani Vomuenzaniso, 12/15
Bhaibheri Rinodzidzisa Rudaviro Mujambwa Here? 9/1
Chengeta Chirangaridzo Zvakafanira, 4/1
Chengeteko Yechokwadi—Nharidzano Inonzvenga, 5/15
Chengeteko Yechokwadi—Zvino uye Nokusingaperi, 5/15
Chiedza Chinogumisa Nhambo Yerima, 1/15
Dhanieri Akabatira Mwari Nguva Dzose, 11/15
Epafrodhito—Nhume yevaFiripi, 8/15
Faraday—Musayendisiti uye Murume Wokutenda, 8/1
Farikanya Ushamwari Hunopfuurira, 3/15
Firipo Anobhabhatidza Mumwe Mukuru Mukuru weEtiopia, 7/15
Gamarieri—Akadzidzisa Sauro weTarso, 7/15
“Imba yaDhavhidhi”—Iidi Here Kana Kuti Ingano? 10/15
Isita Kana Kuti Chirangaridzo—Ndechipi? 4/1
Izvo Zvisikwa “Zvakachenjera” Zvinogona Kutidzidzisa, 7/15
Jona Anodzidza Pamusoro Pengoni dzaJehovha, 5/15
Kufungira Mano Akaipa Kunenge Kusisipozve! 6/1
‘Kugovera Vemhuri Yako’—Kunangana Nedenho Yacho Munyika Dziri
Kubudirira, 10/1
Kuitika Kunowedzera Kwamashoko Akashata, 4/15
Kune Upenyu Pashure Porufu Here? 10/15
Kupirei Jehovha? 11/1
Kushanyira Nyika Yakapikirwa, 8/15
Kutsanya Ndokwechinyakare Here? 11/15
Kudzokera Kuguruva—Sei? 9/15
Mashoko Akanaka Ari Mberi! 4/15
Masimba Masimba Ari Kwose Kwose, 2/15
Marudzidziso Ose Anofadza Mwari Here? 9/15
Mosesi naAroni—Vazivisi Vaiva Noushingi, 1/15
Mugumo Wechigarire Wamasimba Masimba—Sei? 2/15
Murangariro waMwari Wokunamata kwechiKristudhomu, 7/1
Musikana Muduku Akataura Noushingi, 5/15
Mwari Anoda Kutsanya Here? 11/15
Mweya Haufi Here? 8/1
Ndiani Anofanirwa Nokunzi Rabhi? 7/1
‘Ndinokosha Kuna Mwari Here?’ 3/1
Nyajambwa Wekufungira Mano Akaipa? 6/1
Nyaradzo Mukati Mamakore Ehondo (Bosnia, Croatia), 11/1
Nyaradzo Nokuda Kwevanodzvinyirirwa, 11/1
Petro Anoparidza paPentekosta, 9/15
Ridhia—Munamati Aiva Nomutsa waMwari, 9/15
Rugare Runobvira Here? 1/1
Tariro Iri Nani Yomweya, 8/1
Teofiro weAntiokia, 3/15
“Tidzidzisei Kunyengetera,” 7/15
Tinoda Shamwari Dzechokwadi, 3/15
Tinofanira Kuitei Kuti Tiponeswe? 2/1
Tinofanira Kurota, 10/1
Upfumi hwaMambo Soromoni Hwakakatutsirwa Here? 10/15
Upenyu Hwako Hunodzorwa Nejambwa Here? 9/1
Upenyu Pashure Porufu—Sei, Kupi, Rini? 10/15
Wakaponeswa Here? 2/1
Zvidzidzo Munyika Yakapikirwa, 8/15
Zvinofara Munyika Isingafari, 1/15
Zviroto Zvinogona Kufanotaura Ramangwana Here? 10/1
JEHOVHA
Chikonzero Nei Akashandisa Zita Gurusa, 4/15
Jehovha—Anoda Kururama Neruramisiro, 3/15
Kuda Mwari Kunorevei? 6/15
Mwari Anogamuchira Rudzi Rwose Rwokunamata Here? 7/1
Mwari Anokuitira Hanya, 3/1
Mwari Anorangarira Sei Kunamata kwechiKristudhomu? 7/1
Nguva Dzose Kandira Mutoro Wako Pana Jehovha, 4/1
Tinofanira Kunyengetera Sei Kuna Mwari? 7/15
Unogona Kuda Mwari Chaizvoizvo Here? 6/15
JESU KRISTU
Chokwadi Pamusoro paJesu, 12/15
Evhangeri Maererano Nenyanzvi, 12/15
Kuteerera Mashoko aJesu Okuoneka, 3/15
Ungadai Wakaziva Mesiya Here? 11/15
MIBVUNZO INOBVA KUVARAVI
Jesu zvino ava kuziva nguva yeArmagedhoni here? 8/1
Nei to’te (ipapo) achishandiswa kusuma chisati chaitika uye chichatevera, 7/15
Kungava kuchenjera here kutsvaka betsero yachiremba woutano hwendangariro? 9/1
Munhu anogona kukanganwa chimwe chinhu namaune here? (VaFiripi 3:13), 5/1
VaKristu vane tariro yapasi vane mudzimu wakawanda sevakazodzwa? 6/15
VaKristu vanogona kukanganwira zvivi here? 4/15
Umambo hwaMwari kuuya pasi pano? 6/1
Vatsva vari kuzodzwa nomudzimu mutsvene? 8/15
Zita remhuri iri yose (VaEf. 3:14, 15), 1/15
NHAU DZOUPENYU
Akabatira Jehovha Nenzira Yokuzvininipisa (J. Booth), 6/15
Anopfuura Makore 50 Oku‘yambuka’ (E. Paterakis), 11/1
Jehovha Ave Ari Utiziro Hwangu (P. Makris), 12/1
Jehovha Akabvumikisa Kuva Neni (M. Henning), 6/1
Jehovha Haana Kutongotisiya (N. Dori), 1/1
Kubatira Jehovha Semhuri Yakabatana (A. Santoleri), 10/1
Kubatira Mwari Akavimbika (K. Progakis), 9/1
Kubatira Pasi Poruoko rwaJehovha Rune Rudo (L. Zoumbos), 5/1
Kuchengeta Meso Nemwoyo Zvakanangidzirwa Pamubayiro (E. Michael), 8/1
“Musabatira Zvokudya Zvinopera” (D. Lunstrum), 4/1
Shoko raMwari Rinoita “Zvishamiso” (T. Héon), 7/1
Takabatana Mubasa raMwari Munguva Dzakanaka Nedzakashata (M. naB. Muller), 3/1
Tariro Yangu Youpenyu Hwose—Kusatongofa (H. Priest), 2/1
NYAYA HURU DZEFUNDO
Baba Uye Mukuru—Kuita Mabasa Acho Ose Ari Maviri, 10/15
Chengeta Chinzwano Mumazuva Okupedzisira, 7/15
Chii Chiri Chokutanga Muupenyu Hwako? 12/15
Chikonzero Nei Kunamata Kwechokwadi Kuchiwana Chikomborero chaMwari, 4/15
Chikonzero Nei Rudzidziso Rwenyika Ruchaguma, 4/15
Dzidzo—Ishandise Kurumbidza Jehovha, 2/1
“Ida Zvokwadi Norugare”! 1/1
“Imba Yokunyengetera Yamarudzi Ose,” 7/1
Jehovha Anopa Rugare Rwakawanda Nezvokwadi, 1/1
Jehovha Ngaafarire Kuzvidavirira Kwako, 9/15
Kugoverana Nyaradzo Iyo Jehovha Anogovera, 11/1
Kukunda Denho Yokuvimbika, 3/15
Kukunda Kwekunamata Kwechokwadi Kunoswedera Pedyo, 7/1
Kurarama Maererano neMutemo waKristu, 9/1
Kuripira Zvinhu zvaKesari Kuna Kesari, 5/1
Kusaroora—Suo Kumubato Usina Kutsauswa, 10/15
Kutizira Kuchengeteko “Kutambudzika Kukuru” Kusati Kwasvika, 6/1
Kuuya kwaJesu Kana Kuti Kuvapo kwaJesu—Ndechipi? 8/15
Makwai aJehovha Anoda Tarisiro Younyoro, 1/15
“Maoko Ako Ngaarege Kushayiwa Simba,” 3/1
Mbeu Yenyoka—Inoziviswa Sei? 6/1
Mhuri yaJehovha Inofarikanya Chinzwano Chinokosha, 7/15
Murume Uye Mukuru—Kudzikamisa Mabasa Acho, 10/15
‘Munofanira Kuva Vatsvene Nemhaka Yokuti Ini Ndiri Mutsvene,’ 8/1
Mutemo Kristu Asati Asvika, 9/1
Mutemo waKristu, 9/1
“Muve Vatsvene Pamufambire Wenyu Wose,” 8/1
Mutsa wechiKristu Munyika Yakakamukana, 10/1
Mwari naKesari, 5/1
“Ndimirirei,” 3/1
Nzira Iyo Vatariri Vanofambira Vanobatira Nayo Sevatariri Vakatendeka, 11/15
Pwere Dzinoyeuka Musiki Wadzo, 12/1
Rava Shoko raMwari Ndokumubatira Muzvokwadi, 5/15
Rudzi Rwomunhu Runoda Kuziva Mwari, 1/15
“Rumbidzai Jah, Imi Vanhu!” 4/1
Rumbidzai Mambo Asingagumi! 4/1
Tarira Kuna Jehovha Nokuda Kwenyaradzo, 11/1
Tarirai Vakavimbika! 3/15
Tembere yaJehovha Huru Yomudzimu, 7/1
“Teverai Nzira Yomutsa,” 10/1
Tine Chikonzero Chokudanidzira Nokuda Kwomufaro, 2/15
Uchaponeswa Here Apo Mwari Anoita Chiito? 8/15
Umambo hwaMwari—Uri Kuhunzwisisa Here? 2/1
Vabereki, Farirai Vana Venyu, 12/1
Vanofara Zvino uye Nokusingaperi, 2/15
Kudzidziswa Kuita Kuda kwaJehovha, 12/15
Vatariri Vanofambira—Zvipo Muvarume, 11/15
Vimba naJehovha neShoko Rake, 2/1
Vose Vanofanira Kuzvidavirira Kuna Mwari, 9/15
Zvikomborero Kana Kuti Kutukwa—Pane Chisarudzo! 6/15
Zvikomborero Kana Kuti Kutukwa—Mienzaniso Nokuda Kwedu Nhasi, 6/15
Zvipe Umene Kuti Urave, 5/15
UPENYU HWECHIKRISTU NEMAVARA
Chengeta Chivimbo Chakasimba Kusvikira Kumugumo, 5/1
ChiKristu Chapakuvamba neHurumende, 5/1
Kubhururuka Namapapiro Samakondo, 6/15
Kudikanwa Kwokukumbira Ruregerero? 9/15
Kukubatira Kunoita Vafudzi vechiKristu, 3/15
Kurarama Mukuwirirana Nemhiko Yako Yeroorano! 3/1
Kuwana Mufaro Mukuita Vadzidzi, 2/15
Murangariro waMwari Wezvinwiwa Zvinodhaka, 12/15
Mwari, Hurumende, uye Iwe, 5/1
Nguva Yokunyarara, Nenguva Yokutaura, 5/15
Nyaradzo Nekurudziro—Zvinokosha Zvine Mativi Akawanda, 1/15
“Rangarirai Mazuva Akapfuura”—Nei? 12/1
Shandisa Uyu Mukana Wechienzi! 11/15
Tarira Seri Kwezvinhu Zvaunoona! 2/15
Unonatsa Kururamisa Shoko Razvokwadi, 1/1
Uri Kutevedzera Mwari Wedu Asingasaruri Here? 11/15
VAZIVISI VOUMAMBO VANOSHUMA
1/1, 2/1, 3/1, 4/1, 5/1, 6/1, 8/1, 9/1, 10/1, 12/1
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Kodzero Dzomurwere Dzinoremekedzwa, 3/15
Kodzero Yokubvuma Uchiziva Inosimbiswazve, 11/15
Kokorodzano Dzoruwa dze“Varumbidzi Vanofara,” 1/15
“Kudzai Vakadaro,” 6/15
Kugovera Yamuro Pakati Pematongo, 12/1
Kukura Nechikomborero chaJehovha (kutsaurirwa kwedzimbahwe), 4/15
Kuparadzira Zvokwadi yeBhaibheri muPortugal, 2/15
Kupedza Kufunda paGilead, 6/1, 12/1
Kupupura muCameroon, 8/15
Kupupura muGreenland, 6/15
Kurega Basa—Isuo Rakazarukira Kumubato Here? 7/15
Mhoteredzo Yokukura (Equatorial Guinea), 10/15
“Naizvozvo Chechi Yenyu Iri Kupi?” (Mozambique), 12/15
Nhimbe Yokupupura muGreece, 4/15
Nzira Yokuwana Nayo Mufaro Mukuita Vadzidzi, 2/15
Rugare Munyika Isina Kugadzikana, 1/1
Rusununguko Rworudzidziso Rwunotsigirwa muJapan, 11/1
Uri Piyona Akadzikama Here? 5/15
Vanotsigirwa Neshamwari Yavo Hurusa, (Czechoslovakia), 3/15