Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi ya1995
Inoratidzira musi wechinyorwa umo nyaya inowanika
BHAIBHERI
Bhaibheri Rinoita Marii? 3/15
Chii Chiri Rugwaro rwavaMasorete? 5/15
New World Translation Inoorora Imwe Nyanzvi, 4/15
Nguva Yavanorirava, Kubetserwa Kwavanoita, 5/1
“Testamente Yekare” kana kuti “Magwaro echiHebheru” Here? 3/1
JEHOVHA
Mari Dzine Zita raMwari, 5/15
JESU KRISTU
Panikiro Pamusoro paJesu Dzinoruramiswa Here? 8/15
Zvishamiso zvaJesu, 3/1
MIBVUNZO INOBVA KUVARAVI
Chimiro chendangariro chinoratidzirwa parubhapatidzo, 4/1
“Chizvarwa” (1Pe 2:9; Mt 24:34, NW), 11/1
“Hakuna kutya murudo” (1Jo 4:18), “ityai Mwari” (1Pe 2:17), 8/1
‘Havasati vari vakawanda vanofanira kuva vadzidzisi’ (Jak 3:1), 9/15
Jesu Muprista Mukuru nokuda kwa“mamwe makwai” zvino here? 6/1
“Mamwe makwai” ne“boka guru” zvakasiyana here? 4/15
Maria akanga atova napamuviri here apo akashanyira Erisabhete? 7/15
“Mudzimu” uri muna VaGaratia 6:8, (NW) 6/15
Mwari akanga achiva anosarudza here sezvo vomutumbi unodzora vapakuvamba vose vaiva vaJudha? 7/1
Ndivanaani vakanga vari vaFiristia? 2/1
“Zita rinopfuura rimwe zita iri rose” (VaF 2:9, NW), 11/15
NHAU DZOUPENYU
Chinhu Chakanakisisa Chokuita Noupenyu Hwangu (B. Anderson), 3/1
Chisarudzo Changu Chokufambira Mberi Kuukuru Mumudzimu (C. Dochow), 4/1
Kutevera Mumakwara Avabereki Vangu (H. Padgett), 10/1
Makore Ane Zana Okukura uye Ndichakasimba (R. Mitchell), 12/1
Ndiri Ndoga asi Handina Kutongosiyiwa (A. Lewis), 7/1
Nhaka Yedu Yomudzimu Inokosha (F. Smith), 8/1
Pfuma Inokosha Yokugoverana (G. Malaspina), 1/1
“Rudo Harutongoperi” (S. Ladesuyi), 9/1
‘Sezvo Tine Ushumiri Uhwu, Hatineti’ (R. Taylor), 2/1
Takapiwa Parera Roukoshi Hukuru Zvikuru (R. Gunther), 6/1
“Takawisirwa Pasi, asi Hatina Kuparadzwa” (U. Helgesson), 11/1
Tsungiriro Inotungamirira Kufambiro Mberi (J. Maglovsky), 5/1
NYAYA DZAKASIYANA-SIYANA
Akagamuchira Nhungamiro Youmwari (Josefa, Baba Wokurera waJesu), 1/15
Akanga Ari Mutangiri waMesiya (Johane Mubhapatidzi), 5/15
Apo Gamuchidzanwa Rinorwisana Nezvokwadi, 12/1
Bhizimisi Rako Richakuparira Kurasikirwa Nei? 5/1
Chinetso Chorudzidziso (mweya usingafi), 3/1
Godo, 9/15
Godo Rakadokuparadza Upenyu Hwangu, 9/15
Gomo Rino“famba” (Ireland), 4/15
Itsika Isina Revo Here? (Kureurura), 9/15
Kufanosarudza Nguva Yemberi, 2/15
Kuisirwa Ropa Kunorangarirwazve, 8/1
Maimonides—Murume Akarondedzerazve chiJudha, 3/1
Makore Makumi Mashanu Enhamburiko Dzakavhiringidzwa (Chibatanwa Chamarudzi), 10/1
Mano Okuita Zvinhu—Chipo Chinobva Kuna Mwari, 2/1
Mbiriso yavaFarise navaSadhuse, 3/15
Mudhindi Uyo Akasiya Mbiri Yake (Robert Estienne), 4/15
Munhu Ane Shanje, 9/15
Mwari Akatosarudza Nguva Yedu Yemberi Here? 2/15
Mwari Anotonga Nyika Here? 7/15
Mwenje Wavo Hauna Kudzima, 11/15
Ngirozi, 11/1
Nguva Apo Kunenge Kusina Murombo, 5/1
Nguva Dziri Nani Dziri Mberi, 8/1
Nyika Isina Hondo—Rini? 10/1
Nyika Isina Ushati, 6/1
Nzira Inoenda Kurusununguko, 9/1
Rudzidziso—Inhau Isingafaniri Kukurukurwa Here? 4/1
Rudzidziso Rwako—Harutongofaniri Kusiyiwa Here? 2/1
Rutyo—Ishamwari Here Kana Kuti Muvengi? 10/15
Rutyo—Runozivikanwa Zvino asi Kwete Nokusingaperi! 10/15
Rutyo Ruchaguma Rini? 8/15
Ruvengo Ruchazomboguma Here? 6/15
Ucharumbidza Jehovha Here? 3/15
Upenyu Hunokosha Sei Kwauri? 1/15
Upenyu Huri Nani Nokukurumidza! 11/15
Upenyu Hutsva Nokuda Kwavakare Vedu, 5/15
VaAmoni Vakatsiva Mutsa Noutsinye, 12/15
VaCathar—Vakanga Vari Vafiri Kutendeka vechiKristu Here? 9/1
Vakadzi Kupota Nyika, 6/15
VaKaraite Nokutsvaka Kwavo Zvokwadi, 7/15
VaMasorete, 9/15
Vamwarikadzi Voruzvaro uye Vehondo, 11/15
Vatongi Munzvimbo Yomudzimu, 7/15
William Tyndale—Murume Wenzwisiso, 11/15
“Zvokwadi Chii?” 7/1
Zvokwadi Yorudzidziso Inowanika Here? 4/15
NYAYA HURU DZEFUNDO
“Basa Rinoyera Nesimba Renyu Rokurangarira,” 6/15
Batira Jehovha Nomwoyo Unofara, 1/15
Betsero Dzokutya Mwari Wechokwadi, 3/15
Boka Guru Ravanamati Vechokwadi—Vakabva Kupi? 2/1
Boka Guru Riri Kuita Basa Rinoyera, 2/1
Chii Chinokusunda Kubatira Mwari? 6/15
Gamuchira Bhaibheri Nokuda Kwezvariri Chaizvoizvo, 5/1
Godo Nokuda Kwokunamatwa Kwakachena kwaJehovha, 9/15
Inguvai Yemberi Iripo Nokuda Kwamakwai Nembudzi? 10/15
Jehovha—Mwari Anodzidzisa, 8/1
Jehovha Anopa Kune Akaneta Simba, 12/1
“Joko Rangu Inyoro uye Mutoro Wangu Wakareruka,” 8/15
Kokero Yorudo Kuna Vakaneta, 8/“15
Kubetserwa Nokurava Bhaibheri Zuva Nezuva, 5/1
Kuchava Norumuko Rwavakarurama, 2/15
Kudzidza Kuwana Mufaro Mukutya Jehovha, 3/15
Kudzidziswa naJehovha Kusvikira Kuzuva Rino, 8/1
Kukurira Satani Namabasa Ake, 1/1
Kunyange Zvazvo Tichitambudzika, Hatisati Tiri Vasina Tariro, 6/1
Kupenya Kwechiedza—Chikuru Nechiduku (Rutivi 1 ne2), 5/15
Kupenya Kwechiedza Munguva Dzavaapostora, 5/15
Kuponeswa Pa“chizvara Chakaipa,” 11/1
Kuponeswa Vari Vapenyu Mudambudziko Guru, 2/15
Kurarama Maererano Netsauriro Yedu “Zuva Rimwe Nerimwe,” 3/1
Kutsaurirwa—Kuna Ani? 3/1
Kutyirei Mwari Wechokwadi Zvino? 10/15
Maguta Outiziro—Gadziriro yaMwari Yengoni, 11/15
Mufaro waJehovha Inhare Yedu, 1/15
Musarega! 12/1
“Musatya, Boka Duku,” 2/15
Mwari Anouya Pakutanga Mumhuri Yenyu Here? 10/1
Nguva Yokuramba Takamuka, 11/1
Nyandurira Kuda Namabasa Akaisvonaka—Sei? 4/1
Nyaradzo Inobva Kuna “Mwari Wokunyaradza Kwose,” 6/1
Nzvimbo Ine Chiremera Yavakadzi Pakati Pavabatiri Vapakuvamba vaMwari, 7/15
Rambira “Muguta Routiziro” Ndokurarama! 11/15
Rudo Runokurira Godo Risina Kufanira, 9/15
Rudzi Runochengeta Kuperera, 1/1
Uchamira Sei Pamberi Pechigaro Chokutonga? 10/15
Unokosha Mumeso aMwari! 4/1
Vabereki Navana: Isai Mwari Pakutanga! 10/1
Vagari Pamwe Chete mu“Nyika” Yakadzorerwa, 7/1
“VaIsraeri vaMwari” ne“Boka Guru,” 7/1
“Vaiti Veshoko,” Vanofara 12/15
Vakadzi vechiKristu Vanofanirwa Norukudzo Noruremekedzo, 7/15
Va“kaita Saizvozvo,” 12/15
Zuva Rino‘pisa Sechoto,’ 4/15
Zuva raJehovha Rinotyisa Rava Pedyo, 4/15
Zvapupu Zvinorwisana Navamwari Venhema, 9/1
Zvapupu zvechiKristu Nokuda Kwouchangamire Hwoumwari, 9/1
Zvapupu zvechiKristu Zvine Ugari Hwekudenga, 7/1
UPENYU HWECHIKRISTU NAMAVARA
Chengeta Kuperera Urarame! 1/1
Chengeta Pfungwa Yako Yekurumidziro, 10/1
Chidzidzo Munzira Yokubata Nayo Zvinetso, 2/15
Dzivisa Magamuchidzanwa Asati Ari Oumwari! 8/15
Imhaka Yaani? 2/1
Kudzinga—Igadziriro Yorudo Here? 7/15
Kururama Kunokwidziridza Rudzi, 12/15
Kusaroora Munguva Dzakaoma Dzezvemari, 6/15
Kuteerera Kwoumwari Mumhuri Yakakamuraniswa Mune Zvorudzidziso, 6/1
Kuziva Utera, Uipi, uye Rupfidzo, 1/1
Mhuri Dzoumwari Dzomunguva Yakapfuura, 9/15
Mudzimu Wokupa, 12/15
“Musasungwa Zvisina Kufanira Pajoko,” 11/15
Ngwarira Kuzviruramisa! 10/15
Nyaradzo Nokuda Kwaavo Vane “Mweya Wakaputsika,” 11/1
Nzira Iyo VaKristu Vanogonana Nayo Noruzvidzo Rwavose, 4/1
Shiviro—Neiko Isingawanzowanikwa Kwazvo? 6/15
Tuso Dzokupfuurira, 8/1
Ungadzima Tambo Yemwenje Inopwititika Here? 11/15
Unogona Kukurira Idzi Mhinganidzo! 7/15
Unogona Kusakurira Kunzwisisa Kukuru Here? 9/1
Unogona Sei Kunatsa Minyengetero Yako? 3/15
Wakakurudzira Munhu Upi Noupi Nguva Pfupi Yapfuura Here? 1/15
VAZIVISI VOUMAMBO VANOSHUMA
1/1, 2/1, 3/1, 4/1, 5/1, 7/1, 8/1, 9/1, 11/1, 12/1
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Athens, Greece, 10/15
Brazil, 7/15
Dominican Republic, 2/15
‘Haiwa, Kudai Munhu Ari Wose Akanga Akaita Saizvo!’ 9/1
Hapana Kurega Basa Nokuda Kwedu! (Japan), 3/15
Horo yoUmambo muNiue, 12/15
India, 9/15
Kokorodzano Dzoruwa dzo“Rutyo Rwoumwari,” 1/15
Kukwira Gomo Refu Zvikuru Kupfuura Himalayas (Nepal), 6/15
Kupedza Kufunda kweGilead, 6/1, 12/1
“Kutengesa Munyu” muMozambique, 4/15
“Mari Yacho Inobvepi?” 12/1
Mhaka Yairwisana neZvapupu Yakasarudzwa (Greece), 12/15
“Mumiromo Yavacheche,” 1/1
“Ndinokosha Kuna Jehovha!” 12/15
New Zealand, 11/15
Puerto Rico, 1/15
Singapore Inotsika-tsika Rusununguko Rwokunamata, 10/1
Sri Lanka, 8/15
Sweden, 5/15
Vakakuita Nokuda Kworudo (musha wechirikadzi wakagadzirwa), 10/15
Zambia, 3/15