RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w95 1/1 p. 32
  • Chengeta Kuperera Urarame!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chengeta Kuperera Urarame!
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • Misoro Midiki
  • Jobho wakare akachengeta kuperera uye akakomborerwa zvikuru.
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
w95 1/1 p. 32

Chengeta Kuperera Urarame!

Jobho wakare akachengeta kuperera uye akakomborerwa zvikuru.

Kunyange munyika ino yatambudzika, unogona kuwana mufarwa unobva muzivo yakarurama yeBhaibheri yaMwari, Umambo hwake, uye chinangwa chake chinoshamisa nokuda kworudzi rwomunhu. Kana ungagamuchira mamwe mashoko kana kuti ungada kuti mumwe munhu ashanye kuzokuitisa fundo yeBhaibheri yapamusha yapachena, tapota nyorera Watch Tower, 35 Fife Avenue, Harare, Zimbabwe, kana kero yakafanira yakarongwa papeji 2.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe