Iwe Wakadzipotsa Here?
◼ Ko Vakafa Vapenyu Here?
◼ Kurwira Simba Kwenyika Yose—Ndiani Achakunda?
◼ Ko Tiri Kurarama Mu“nguva Yomugumo” Here?
◼ AIDS—Ndivanaani Vane Ngozi? Unogona Sei Kuzvidzivirira Umene?
◼ Ugandanga—Munhu Upi Noupi Akakotsekana Here?
◼ Kunwa Nokuchaira
Dziri pamusoro apa dzinongova chete shomanene dzenyaya dzakafukidzwa muNharireyomurindi nemagazini biyayo Mukai!, mukati megore rapfuura, uye idzo dzinomirira rudzi rwenyaya dzakakurongerwa mumwedzi iri mberi.
Kuratidzira ukoshi hwaMukai!, apo mutarisiri wedzidzo yavachairi akawana kopi yechinyorwa chinoti “Kunwa Nokuchaira,” iye akaodhesa makopi anopfuura 400 okushandisa mudriver’s educational program yavo.
USAPOTSA MWEDZI 12 INOTEVERA
Ndapota tumirai kuzvinyoresa kwegore nokuda kweNharireyomurindi naMukai! muchiNgezi. Ndinopfigira $12,00.