RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wcg pp. 186-187
  • Chikamu 3 Chati Inoratidza Makore Akaitika Zvinhu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chikamu 3 Chati Inoratidza Makore Akaitika Zvinhu
  • Famba naMwari Neushingi
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Zviitiko Zvinokosha
  • Zvaungaita Kuti Uwane Magwaro muBhaibheri Rako
    Dzimwe Nyaya
  • Chikamu 2 Chati Inoratidza Makore Akaitika Zvinhu
    Famba naMwari Neushingi
  • Misi Nemakore
    Bhaibheri—Rinombotaura Nezvei?
  • Fundo Nhamba 3—Kuyera Zviitiko Mukufamba Kwenguva
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
Ona Zvimwe
Famba naMwari Neushingi
wcg pp. 186-187

Chikamu 3 Chati Inoratidza Makore Akaitika Zvinhu

Rakaprindwa
Chati iri kuratidza makore akararama vanhu vanotaurwa muChikamu 3 uye zvinhu zvinokosha zvakaitika zvinotaurwa muBhaibheri.

Kubva Pana Jesu Kusvika Panguva Yakazofa Muapostora Johani

MUNHU

MAKORE AAKARARAMA

Zekariya

70*–2 B.C.E. adarika

Erizabheti

70*–2 B.C.E. adarika

Mariya (amai vaJesu)

20* B.C.E.–33 C.E. adarika

Josefa

25* B.C.E.–11 C.E. adarika

Johani Mubhabhatidzi

2 B.C.E.–32* C.E.

Jesu

2 B.C.E.–33 C.E.

Petro

5* B.C.E.–64 C.E. adarika

Mariya Magadharini

5* B.C.E.–33 C.E. adarika

Mariya (hanzvadzi yaRazaro)

15* B.C.E.–33 C.E. adarika

Stefani

5* B.C.E.–33/34* C.E.

Pauro (Sauro wekuTaso)

3*-65* C.E.

Bhanabhasi

5* B.C.E.–55 C.E. adarika

Mako

15*–65* C.E. adarika

Muapostora Johani

5* B.C.E.–100* C.E.

The symbol “a.” denotes “after.”

*Hatinyatsoziva kana ari iwo makore acho.

Zviitiko Zvinokosha

332a B.C.E.

NYIKA YAIVA NESIMBA KUPFUURA DZIMWE: Girisi

63-30b B.C.E.

NYIKA YAIVA NESIMBA KUPFUURA DZIMWE: Roma

Marimi emoto ari pamusoro pevakadzi vatatu vepanguva yakatanga chiKristu.

33 C.E.

Mweya mutsvene unodururwa paPendekosti

Muapostora Petro achiparidzira Koniriyasi.

36 C.E.

Vanhu vemamwe marudzi vasina kuchecheudzwa vanotanga kubhabhatidzwa

Muapostora Mateu achinyora gwaro.

41c C.E.

Mateu anonyora Evhangeri yekutanga

Jerusarema netemberi zvichitsva nemoto.

70 C.E.

Jerusarema netemberi zvinoparadzwa

Muapostora Johani achinyora gwaro.

98d C.E.

Bhaibheri rinopera kunyorwa

a b c d Hatinyatsoziva kana ari iwo makore acho.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe