RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g08 April p. 24
  • Ungapindura Sei?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ungapindura Sei?
  • Mukai!—2008
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Chii Chisipo Pamufananidzo Uyu?
  • Zviri Mumagazini Ino
  • Ndivanaani Vamwe Vomumhuri yaJesu?
  • Mhinduro
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2008
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2008
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2009
  • Zvokukurukura Semhuri
    Mukai!—2010
Ona Zvimwe
Mukai!—2008
g08 April p. 24

Ungapindura Sei?

Chii Chisipo Pamufananidzo Uyu?

Verenga 1 Samueri 17:38-51. Iye zvino chitarira mufananidzo wacho. Zvii zvisipo? Nyora mhinduro dzako pamitsetse iri pasi apa, uye zadzisa mufananidzo wacho nokudhirowa zvisipo.

1. ․․․․․

2. ․․․․․

3. ․․․․․

ZVOKUKURUKURIRANA:

Nei Dhavhidhi akakwanisa kukunda Goriyati? Nhoroondo iyi ingaita sei kuti uve nechivimbo paunosangana nematambudziko?

Zviri Mumagazini Ino

Pindura mibvunzo iyi, uye nyora ndima dzeBhaibheri dzisipo.

PEJI 7 Varume vanofanira kuramba vachiitirei madzimai avo? 1 Petro 3:․․․

PEJI 9 Jesu akaitei chinoita kuti vechiduku uye vamwe vasiri kunzwa zvakanaka vave netariro? Mateu 4:․․․

PEJI 13 Ndechipi chimwe chikonzero nei ‘mwoyo yevamwe yakatsunga kwazvo mukati mavo kuti vaite zvakaipa?’ Muparidzi 8:․․․

PEJI 19 Nei madzimai achifanira kuzviisa pasi pevarume vavo? 1 VaKorinde 11:․․․

Ndivanaani Vamwe Vomumhuri yaJesu?

Ona zvimwe zvingangokubatsira. Tarisa magwaro. Wadaro ibva wanyora mazita akarurama munzvimbo dziripo.

4. ․․․․․

ZVINGANGOKUBATSIRA: Ndakanzi ndiri mwanakomana akafanana naAdhamu, “akatodzana naye.”

Verenga Genesisi 5:3.

5. ․․․․․

ZVINGANGOKUBATSIRA: Muzuva rangu, “kudana zita raJehovha kwakatanga.”

Verenga Genesisi 4:26.

6. ․․․․․

ZVINGANGOKUBATSIRA: Muzukuru wangu ndiye chete munhu akararama kundipfuura.

Verenga Genesisi 5:18-21, 27.

Mhinduro

1. Bakatwa raGoriyati.

2. Pfumo raGoriyati.

3. Chipfuramabwe chaDhavhidhi.

4. Seti.—Ruka 3:38.

5. Enoshi.—Ruka 3:38.

6. Jaredhi.—Ruka 3:37.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe