Zviri Mukati
April–June 2008
Chisimba Chinoitirwa Vakadzi—Bhaibheri Rinotii?
Munyika yose, vakadzi vanoitirwa chisimba uye vanosarurwa. Zvimwe zvitendero zvinototi kusaruramisirwa kunoitirwa vakadzi kwakanaka. Asi Mwari anotii?
3 Chisimba Chinoitirwa Vakadzi—Dambudziko Riri Munyika Yose
4 Mwari naKristu Vanoona Sei Vakadzi?
11 Kuparwa Kwemhosva Hakuderedzeki Here?
12 Dambudziko Rokuparwa Kwemhosva Richagadziriswa Here?
16 Nokukurumidza Kuparwa Kwemhosva Haku“zovipozve”
18 Zvinotaura Bhaibheri Kuva Musoro Mumhuri Kunomborevei Chaizvo?
20 Kubva Pakuva Mutungamiriri Wemauto Kusvika Pakuva “Musoja waKristu”
25 Pane Chitendero Chimwe Chete Chechokwadi Here?
27 Ndiani Anofanira Kusarudza Kuti Ichi Ndicho Chitendero Chechokwadi?
29 Ungawana Sei Chitendero Chechokwadi?
Ndingaita Sei Kana Ndisinganzwi Zvakanaka? 8
Verenga kuti uone kuti vechiduku vana vakararama sei nezvirwere zvisingaperi uye urema.