Ungapindura Sei?
TAURA MATAMBUDZIKO GUMI
Nyora matambudziko uchitanga neakatanga acho, uye tara mutsetse unobva pamhinduro uchienda pamufananidzo wacho chaiwo. (Ziva kuti: Mifananidzo yacho haina kuiswa nenhevedzano.)
1. ․․․․․
2. ․․․․․
3. ․․․․․
4. ․․․․․
5. ․․․․․
6. ․․․․․
7. ․․․․․
8. ․․․․․
9. ․․․․․
10. ․․․․․
NDINI ANI?
11. Ndiri musikana mutema. Ndakapfimbwa namambo.
12. Pauro akakurudzira ini naSindike kuti tifunge zvakafanana munaShe.
ZVIRI MUMAGAZINI INO
Pindura mibvunzo iyi, uye nyora ndima dzeBhaibheri dzisipo.
Peji 3 Kana uchidisa mari, chii chichaitika kwauri? (1 Timoti 6:․․․)
Peji 8 Chii chicharamba chiri pamwoyo wako? (Mateu 6:․․․)
Peji 15 Chipo chipi chinobva kuna Mwari? (Muparidzi 3:․․․)
Peji 18 Mwari anovimbisei varombo? (Pisarema 9:․․․)
MHINDURO
1. Rwizi rwaNire runoita ropa.—Eksodho 7:19-21.
2. Matatya.—Eksodho 8:5-14.
3. Unyunyu.—Eksodho 8:16-19.
4. Mbuo.—Eksodho 8:21-24.
5. Denda pazvipfuwo.—Eksodho 9:1-6.
6. Mamota.—Eksodho 9:8-11.
7. Chimvuramabwe.—Eksodho 9:22-26.
8. Mhashu.—Eksodho 10:12-15.
9. Rima.—Eksodho 10:21-23.
10. Rufu rwematangwe.—Eksodho 12:12, 29.
11. Musikana muShuramiti.—Rwiyo rwaSoromoni 1:1-6.
12. Yudhiya.—VaFiripi 4:2.