RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g07 October pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2007
  • Mashoko Akafanana
  • Ivai Nemaitiro Akarongwa Okuita Nawo Zvinhu
    Mukai!—2007
  • Tsvagai Mazano Akanaka
    Mukai!—2007
  • Ungawana Hama Yako
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
  • Jekesai Mitemo Yepamba uye Ngaikurumidze Kutevedzerwa
    Mukai!—2007
Ona Zvimwe
Mukai!—2007
g07 October pp. 1-2

Zviri Mukati

October–December 2007

Matanho Manomwe Okurera Vana Zviri Nani

Vabereki vangaitei kuti varere vana vavo zviri nani? Mazano ari pamapeji anotevera ava nenguva refu achishandiswa zvinobudirira, nokuti anobva mubhuku rakavimbika zvikuru riripo iye zvino.

Danho 1 Tsvagai Mazano Akanaka

Danho 2 Itai Kuti Pamba Pave Norudo

Danho 3 Shandisai Simba Renyu

Danho 4 Jekesai Mitemo Yepamba uye Ngaikurumidze Kutevedzerwa

Danho 5 Ivai Nemaitiro Akarongwa Okuita Nawo Zvinhu

Danho 6 Bvumai Manzwiro Emwana Wenyu

Danho 7 Dzidzisai Nezvamunoita

10 Zvinotaura Bhaibheri Zvakaipa Here Kudzivirira Kubata Pamuviri?

12 Kushamisa Kunoita Uchenjeri Hwokusikwa Nahwo

13 Zivo Inotitungamirira Zviri Nani Pane Uchenjeri Hwokusikwa Nahwo

17 Mwari Ngaakutungamirire Ku“upenyu Chaihwo”

19 Kurwadziwa Uye Kutenda Kuchiparadzwa

20 Imhosva yaMwari Here?

24 Njodzi Dzinongoitika Dzoga Dzava Kuzoguma

26 “Ndapota, Jehovha Regai Ndikushumirei”

30 Vechiduku Vanobvunza Kuti . . . Ndingamisa sei Makuhwa?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe