RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g06 July pp. 22-31
  • Ungapindura Sei?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ungapindura Sei?
  • Mukai!—2006
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • ZVAKAITIKIRA KUPI?
  • NDINI ANI?
  • NDINI ANI?
  • ZVIRI MUMAGAZINI INO
  • MHINDURO
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2008
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2007
  • Kuparadzwa kweSodhoma neGomora
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Jesu Anoporesa Vanhu Zvinoshamisa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
Ona Zvimwe
Mukai!—2006
g06 July pp. 22-31

Ungapindura Sei?

1. Taura mazita 12 evaapostora.

․․․․․

․․․․․

․․․․․

․․․․․

․․․․․

․․․․․

․․․․․

․․․․․

․․․․․

․․․․․

․․․․․

․․․․․

Tara mutsetse unobva pazita romuapostora wacho uchienda paunhu hwaaizivikanwa nahwo.

2. Akanga asinganyengeri (Johani 1:47)

3. Aishingaira (Ruka 6:15)

4. Akatadza kutenda (Johani 20:24, 25)

◼ Kukurukurirana: Unofarira muapostora upi? Nei uchinyanya kumufarira?

ZVAKAITIKIRA KUPI?

Tara mutsetse unobva pamufananidzo uchienda pamusi wakarurama.

4216 4026 3375 2370 1593 1513 B.C.E.

5 Eksodho 2:1-7

6 Genesisi 2:7

7 Genesisi 7:11

NDINI ANI?

8. Ndaiva muIsraeri asi ndakanga ndi- siri tateguru waMesiya. Mudzimai wangu akanga asiri muIsraeri asi akava mbuya vaMesiya.

NDINI ANI?

9. Ndakanzi ‘akakomborerwa kwazvo pakati pevakadzi’ pamusana pokubvisa muvengi waIsraeri.

ZVIRI MUMAGAZINI INO

Pindura mibvunzo inotevera, uye nyora ndima dzeBhaibheri dzisipo.

Peji 3 Jesu akati chii chinoita kuti pave nomufaro? (Mateu 5:․․․)

Peji 5 Soromoni akati kudii nezvevanhu vanoda mari? (Muparidzi 5:․․․)

Peji 19 Vanhu vanotarisirwa kurarama makore mangani mazuva ano? (Pisarema 90:․․․)

Peji 25 Jehovha achaitei norufu? (Isaya 25:․․․)

MHINDURO

1. Simoni, anonziwo Petro, Andireya munun’una wake, Jakobho naJohani, Firipi, Bhatoromeyo (Natanieri), Mateu, Tomasi, Jakobho mwanakomana waArifiyosi, Simoni anonzi mushingairi, Judhasi mwanakomana waJakobho, uye Judhasi Iskariyoti, uya akazova mutengesi.—Ruka 6:14-16.

2. Natanieri.

3. Simoni.

4. Tomasi.

5. Mosesi—1593 B.C.E.

6. Adhamu—4026 B.C.E.

7. Noa ari muareka—2370 B.C.E.

8. Maroni.—Rute 4:9, 10.

9. Jaeri.—Vatongi 5:24-27.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe