Zviri Mukati
July-September 2005
Kubatsira Vechiduku Vari Mumatambudziko
Nyanzvi dzakawanda dzinoti vechiduku vanhasi chizvarwa chiri mumatambudziko. Nyaya dzinotevedzana idzi dzinotaura zvimwe zvezvinokonzera matambudziko aya uye dzinopa mazano anobatsira vechiduku nevabereki.
5 Matambudziko Ari Kusangana Nevaduku Vanhasi
14 Kutarisana Nourwere Uchifara
19 Ndakakurira Miedzo Yokushumira Mwari
24 Ndakatsunga Kuita Zvandaivavarira
27 Musha Wakachena—Zvatinofanira Kuita Tose
31 “Vasungwa Vanogona Kuchinjwa Here?”
Bhaibheri rinomboti chii pana izvozvi?