RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g03 4/8 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2003
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Mavhidhiyo Emimhanzi—Ndingasarudza Sei Akanaka? 20
  • Nzira Yokudzivirira Nayo Vana Vako
    Mukai!—2003
  • Nokukurumidza—Nyika Isingashandisi Zvinodhaka
    Mukai!—2003
  • Vechiduku Nezvinodhaka
    Mukai!—2003
  • Hondo Yekurwisa Zvinodhaka Inogona Kuhwinwa Here?
    Mukai!—1999
Ona Zvimwe
Mukai!—2003
g03 4/8 pp. 1-2

Zviri Mukati

April 8, 2003

Kushandisa Zvinodhaka Mumhuri—Mungaitei?

Vechiduku vakawanda munyika yose vava kushandisa zvinodhaka. Vabereki vangaitei kubatsira vaduku vavo?

3 Vechiduku Nezvinodhaka

5 Nzira Yokudzivirira Nayo Vana Vako

10 Nokukurumidza—Nyika Isingashandisi Zvinodhaka

11 Kurara—Hakunyanyi Kukosha Here Kana Kuti Kunokosha?

14 Zvaungaita Kuti Ubatwe Nehope

23 Kudya Usingashandisi Forogo, Banga Nechipunu

26 Kushanyira Munda Wemabhanana

29 Tsumo dzevaAkan Dzinoratidza Tsika Dzinotarisirwa Munzanga

32 Musangano Unokosha Kupfuura Yose Pagore

Kunyanya Kuda Zvinhu Zvenyama Chii? 18

Bhaibheri rinotii nezvezvinhu zvenyama?

Mavhidhiyo Emimhanzi—Ndingasarudza Sei Akanaka? 20

Vechiduku vakawanda vanofarira kuona mavhidhiyo emimhanzi. Inhungamiro dzipi dzeBhaibheri dzinogona kukubatsira kusarudza zvakakodzera kuona?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe