Peji Yepiri
Kuzvirapa—Kunogona Kukubatsira Kana Kuti Kukukuvadza Here? 3-9
Kuzvirapa ndirwo bedzi rudzi rwokurapa runowanika munzvimbo dzakawanda dziri dzoga dzenyika. Mune dzimwe, mune marudzi anoverengeka okurapa okusarudza. Asi kungwarirai kunodikanwa pakusarudza kurapa?
Kutamba Kworudo Kwakaipei? 16
Musiyanoi uripo pakati pekuva ane ushamwari nekutamba kworudo? Nei kutamba kworudo kune ngozi uye kuri udyire?
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
© The Curtis Publishing Company