RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g98 5/8 p. 2
  • Peji Yepiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Peji Yepiri
  • Mukai!—1998
  • Misoro Midiki
  • Denda Renyika Riri Kukura 3-11
  • Rwendo Rwangu Rurefu Kubva Kuupenyu Norufu muCambodia 12
  • Gore Ra2000 Rinokosha Sei? 30
Mukai!—1998
g98 5/8 p. 2

Peji Yepiri

Denda Renyika Riri Kukura 3-11

Nei pwere dzakawanda kwazvo dzichikumbanira magen’a? Nei zvakaoma kwazvo kubuda mugen’a? Unogona sei kudzivirira vana vako kwaari?

Rwendo Rwangu Rurefu Kubva Kuupenyu Norufu muCambodia 12

Wathana Meas aiva mumongi wechiBuddha uye gare gare mutungamiriri muuto reCambodia. Nhau yake rwendo rwokupukunyuka rwunonakidza.

Gore Ra2000 Rinokosha Sei? 30

Bhaibheri rinonongedzera kugore ra2000 here? VaKristu vanofanira kunetseka pamusoro pemusi iwoyo here?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe