RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g98 4/8 p. 32
  • April 11, 1998—Zuva Rokuyeuka

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 11, 1998—Zuva Rokuyeuka
  • Mukai!—1998
Mukai!—1998
g98 4/8 p. 32

April 11, 1998—Zuva Rokuyeuka

Manheru asati afa, Jesu akapfuudza chingwa chisina mbiriso nekapu yewaini tsvuku kuvaapostora vake ndokuvarayira kuti vadye nokunwa. Akavaudzawo kuti: “Itai izvi, mugondirangarira.”—Ruka 22:19.

Gore rino kuchengetwa kwegore negore kunoitwa paMugovera, April 11, pashure pokunyura kwezuva. Zvapupu zvaJehovha kupote nyika zvichaungana pausiku uhwu hunokosha kuti zvichengete Chirangaridzo ichi munzira iyo Jesu akarayira. Unokokwa noushamwari hukurusa kutikumbanira somucherechedzi. Tapota bvunza Zvapupu zvaJehovha zvomunzvimbomo nguva chaiyo nenzvimbo zvemusangano wacho.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe