Peji Yepiri
Nhenda—Dzichazombopera Here? 3-10
Pasinei zvapo nekufambira mberi kwesayenzi, mirakatira nehosha zvinowedzera. Nhenda muzana rino remakore rechi20 dzinozadzisa zviporofita zveBhaibheri pamusoro penguva yomugumo here? Tichazomboona nyika isina chirwere here?
Nzira Nhanhatu Dzokudzivirira Nadzo Utano Hwako 11
Rava nzira nhanhatu dzaunogona kutora kuti uzvidzivirire nemhuri yako kubva kumajemusi anogona kuparira utano husina kutsarukana.
VaKristu Vanofanira Kuvenga Ngochani Here? 13
Bhaibheri rine murangariro upi?
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
Punch