Peji Yepiri
Ndiani Achaponesa Mhuka Dzedu? 3-11
Wana chikonzero nei zviuru zvemhuka zviri kutsakatiswa. Ikoku kuchadziviswa sei?
Vana Vakachengeteka Nembwa Yako Here? 12
Chii chaunogona kuita kudzivirira vana vako paimbwa inodenha? Ibasa romuridzi wembwa bedzi here?
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
Kamba: Zoological Parks Board of NSW