Peji Yepiri
Rudzidziso Muhondo—Mwari Anotendera Here? 3-11
Munhau mose, vanhu vakauraya muzita raMwari. Kuuraya kwakadaro kunogona kururamiswa here? Ndoupi uri murangariro waMwari?
Kutongwa Nokuurawa kwo“Mupanduki” 12
Dare Rokubvunzurudza reKaturike rakaparira rufu rwezviuru. Nei chechi yakarerutsa masimba masimba aya?
Tasmania—Chitsuwa Chiduku, Nyaya Yechienzi 18
Nei Tasmania yakava koroni yeBritain yaigara vanorangwa? Vagari veBritain vakabata sei vaAborigine? Upenyu hwakadini muTasmania yomuzuva razvino uno?
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
Cover: Alexandra Boulat/Sipa Press
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
Bibliothèque Nationale, Paris
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
The Complete Encyclopedia of Illustration/J. G. Heck