RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g97 3/8 p. 2
  • Peji Yepiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Peji Yepiri
  • Mukai!—1997
  • Misoro Midiki
  • Utsotsi Hwakarongwa Matapurire Ahunokuita 3-10
  • Chokwadi Pamusoro Pokureva Nhema 17
  • Vana Vanofanira Kusarudza Rudzidziso Rwavo Vamene Here? 20
Mukai!—1997
g97 3/8 p. 2

Peji Yepiri

Utsotsi Hwakarongwa Matapurire Ahunokuita 3-10

Utsotsi hwomunyika yose hunotapura munhu ari wose. Chinhu chiri chose chiri kudhura zvikuru—kubva kumurwi wemarara kusvika kuzvishongo zvemabwe anokosha, kubva kuzvokupfeka kusvika kusamende. Matsotsi anotyisidzira uye anopa vatongi, mapurisa, uye vezvamatongerwe enyika pfumbamuromo. Kune mhinduro here?

Chokwadi Pamusoro Pokureva Nhema 17

Kungofanana nevhasi ringaputsika kana rikawiswa, naizvozvo ukama hunokosha hungaparadzwa nokureva nhema. Ichokwadi chipi pamusoro pokureva nhema chatinofanira kuziva?

Vana Vanofanira Kusarudza Rudzidziso Rwavo Vamene Here? 20

Vamwe vabereki vanofunga kuti vana havafaniri kudzidziswa zvorudzidziso asi kuti vanofanira kuita chisarudzo chavo vamene gare gare muupenyu. Bhaibheri rinoti chii?

[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]

Map: Mountain High Maps® Copyright © 1995 Digital Wisdom, Inc.

[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]

The Doré Bible Illustrations/Dover Publications, Inc.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe