Peji Yepiri
Kutarisira Kugonana Nedenho Yacho 3-13
Nenhamba yavagari vomunyika vakwegura ichiwedzera uye idi rokuti kurwara kune ngwavaira kunogona kurovanya pazera ripi neripi, mhuri nhasi dzinotarisana nezvisarudzo zvakakomba pamusoro pokutarisira hama dzokunyama. Ibetseroi inogona kupiwa kuvatarisiri?
Mafashamo—Iidi Kana Kuti Ingano Here? 18
Chii chiri ufakazi hwakasimba zvikurusa hwokuti Mafashamo ezuva raNoa iidi? Rava murangariro weBhaibheri.
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
Noa: L. Chapons/Illustrirte Familien-Bibel nach der deutschen Uebersetzung Dr. Martin Luthers