Peji Yepiri
Pwere Dzinoisa Mwari Pakutanga 3-15
Munguva dzekare zviuru zvepwere zvakafa nokuda kwokuisa Mwari pakutanga. Dzichiri kukuita, nhasi bedzi chinoitika chiri kuitika muzvipatara nomumakamuri amatare, nokuisira ropa kuri nhau.
Zvakadiniko Kana Ndikadanana Naasingatendi? 26
Kutambura kunogona kutevera kana ukafuratira zano ro“kuroora bedzi munaShe.”