Peji Yepiri
Kenza Yamazamu—Rutyo Rwomukadzi Ari Wose 3-10
Kenza yamazamu inotapura mazana ezviuru zvavakadzi gore rimwe nerimwe. Chii chinoiparira? Inogona kudzivirirwa here kana kuti kurapwa?
Kushatirwa Kwakaipa Here Nguva Dzose? 27
Pane nguva here apo kushatirwa kusati kuchizongoruramiswa bedzi asi kwakafanira?
Kuzviuraya Ndiyo Mhinduro Here? 29
Vechiduku vanogona sei kubetserwa kuona kuti kuzviuraya handiyo mhinduro kuzvinetso zvoupenyu?