Peji Yepiri
Kubatwa Chibharo—Funganyo Yavakadzi 3-11
Chii chinosunda anobata chibharo? Vakadzi vanogona kuitei kuti vadzivise kubatwa chibharo? Mibvunzo iyi nemimwe ichapindurwa munhevedzano yokutanga.
Ndinofanira Kuenda kuProm Here? 17
Munyika dzakati, kupedza kufunda muchikoro chapamusoro kunobatanidza kuita pati nokudzana. Kunowanzotungamirira kumufambiro usingadzorwi nowakaipisisa. MuKristu anotungamirirwa nehana anofanira kurangarira sei prom?