RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g92 1/8 p. 31
  • Udhakwa Hunogarwa Nhaka Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Udhakwa Hunogarwa Nhaka Here?
  • Mukai!—1992
  • Mashoko Akafanana
  • Tinofanotemerwa Nguva Yemberi Nemavara Edu Okugara Nhaka Here?
    Mukai!—1996
  • Mbuya Nasekuru “Vatsva”
    Mukai!—1999
  • Munogona Kukurira Zvinetso Zvinoparadza Mhuri
    Chakavanzika Chomufarwa Wemhuri
  • Mubereki Ari Chidhakwa—Ndinogona Sei Kugonana Naye?
    Mukai!—1992
Mukai!—1992
g92 1/8 p. 31

Udhakwa Hunogarwa Nhaka Here?

Mune chinoitika chavamwe vanhu, masayendisiti anofungidzira kuti muitiro kuudhakwa hungagarwa nhaka kupfurikidza nevara chairo rokutodzana rinogarwa nhaka, mukuwirirana nefundo yazvino uno yakashumwa muThe Journal of the American Medical Association. Rinozivisa kuve rakanongedzera kuvara rinogarwa nhaka rokutodzana rinoisa vanhu pangozi yokuva zvidhakwa. Zvisinei, masayendisiti anonyevera kuti hakuna vara rokutodzana rinogarwa nhaka rinoparira udhakwa. Mutungamiriri wechikwata chokunzvera akati: “Ishe akanaka haana kuita vara rokutodzana roudhakwa, asi rimwe rinoratidzira kuva rinobatanidzwa mumiitiro yokutsvaka mufaro.”

Mushumo wacho wakapfuurira, kuti: “Vanzveri vakataura kuti hakuna vara rokutodzana rimwe, kubatanidza neiri, rakaparira zvimiro zvose zvoudhakwa. Vamwe vanhu vane vara rokutodzana ravakafunda havana kuva zvidhakwa, nepo vamwe vakashaiwa vara rokutodzana vakava zvidhakwa . . . Zvitemeso zvamagariro avanhu nezvetsika zvinovamba nhamo nokuda kwezvidhakwa zvizhinji.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe