RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt p. 1874
  • Zviri Mubhuku ra1 Petro

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mubhuku ra1 Petro
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Mashoko Akafanana
  • Zviri Mubhuku raVaRoma
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Zviri Mubhuku ra2 Johani
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 60—1 Petro
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • Madzimai—Remekedzai Varume Venyu Zvikuru
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
Ona Zvimwe
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zviri Mubhuku ra1 Petro

1 PETRO

ZVIRI MUBHUKU RACHO

  • 1

    • Kwaziso (1, 2)

    • “Akatibereka patsva kuti tive netariro mhenyu” (3-12)

    • Ivai vatsvene sevana vanoteerera (13-25)

  • 2

    • Nzara yeshoko (1-3)

    • Matombo mapenyu anovakwa kuita imba yemweya (4-10)

    • Kugara munyika sevatorwa (11, 12)

    • Kuzviisa pasi (13-25)

      • Kristu akatisiyira muenzaniso (21)

  • 3

    • Varume nemadzimai (1-7)

    • Nzwiranai tsitsi; itai kuti pave nerugare (8-12)

    • Kutambudzirwa kuita zvakarurama (13-22)

      • Garai makagadzirira kupindura vanokubvunzai nezvetariro yenyu (15)

      • Rubhabhatidzo uye hana yakanaka (21)

  • 4

    • Raramira kuita kuda kwaMwari, sezvakaitwa naKristu (1-6)

    • “Kuguma kwezvinhu zvese kwava pedyo” (7-11)

    • Kutambudzirwa kuva muKristu (12-19)

  • 5

    • “Fudzai boka raMwari” (1-4)

    • Zvininipisei uye chenjerai (5-11)

      • Kandai zvese zvinokudyai mwoyo kuna Mwari (7)

      • Dhiyabhorosi akaita seshumba inodzvova (8)

    • Mhedziso (12-14)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe