1 VAKORINDE
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Kwaziso (1-3)
Pauro anotenda Mwari nekuda kwevaKorinde (4-9)
Kukurudzirwa kubatana (10-17)
Kristu, simba uye uchenjeri hwaMwari (18-25)
Kuzvirumbidza muna Jehovha chete (26-31)
2
Kuparidza kwaPauro muKorinde (1-5)
Kukwirira kwakaita uchenjeri hwaMwari (6-10)
Kusiyana kwakaita munhu wemweya nemunhu wenyama (11-16)
3
VaKorinde vachiri venyama (1-4)
Mwari anoita kuti zvikure (5-9)
Vaka nezvinhu zvisingatsvi (10-15)
Muri temberi yaMwari (16, 17)
Uchenjeri hwenyika upenzi kuna Mwari (18-23)
4
Vatariri vanofanira kuva vakatendeka (1-5)
Kuzvininipisa kwevashumiri vechiKristu (6-13)
Pauro anotora vaanonamata navo sevana vake (14-21)
5
6
Hama dzechiKristu dziri kuendesana kumatare (1-8)
Vaya vasingazogari nhaka yeUmambo (9-11)
Kudza Mwari nemuviri wako (12-20)
7
Mazano kuvanhu vasina kuroora kana kuroorwa uye vakaroorana (1-16)
Ramba uri sezvawakanga uri pawakadanwa (17-24)
Vasina kuroora kana kuroorwa uye chirikadzi (25-40)
8
9
10
Kuyambirwa kwatinoitwa nenhoroondo yevaIsraeri (1-13)
Kuyambirwa nezvekunamata zvidhori (14-22)
Rusununguko uye kufungawo vamwe (23-33)
11
12
13
14
15
Rumuko rwaKristu (1-11)
Rumuko musimboti wekutenda (12-19)
Rumuko rwaKristu vimbiso yekuti vakafa vachamutswa (20-34)
Muviri wenyama, muviri wemweya (35-49)
Kusafa uye kusaora (50-57)
Zvizhinji zvekuita mubasa raShe (58)
16
Kuunganidza mari yekubatsira vaKristu vekuJerusarema (1-4)
Nzendo dzaizoitwa naPauro (5-9)
Kushanya kwaTimoti naAporo (10-12)
Kukurudzirwa uye kwaziso (13-24)